Peji 32
◼ Vanhu vose vakanaka vanoenda kudenga zvechokwadi here? Ona peji 6.
◼ Mariya aiva “Amai vaMwari” zvechokwadi here? Ona peji 8.
◼ Mwari anoona sei kushandiswa kunoitwa zvifananidzo nezvidhori pakunamata? Ona peji 9.
◼ Chii chingakubatsira kana mumwe wawakaroorana naye achirwara kana kuti akakuvara? Ona peji 10-12.
◼ Zvinotaurwa neBhaibheri zvakachinjwa here? Ona peji 13-14.
◼ Mumwe nomumwe ari mumhuri angaitei kuti upenyu pamusha hunyanye kufadza? Ona peji 16-17.