Peji 32
◼ Kana wakatendeka kuna Mwari, achakukomborera nokukupfumisa here? Ona peji 4.
◼ Mari ndiyo inoita kuti vanhu vafare zvechokwadi here? Ona peji 9.
◼ Zvine basa here kudavira kuvapo kwaAdhamu naEvha? Ona peji 12.
◼ Kutsiva—kwakanaka here kana kuti kwakaipa? Unofungei? Ona peji 20.
◼ Ungatarisira kuwanei mudhamu guru kupfuura ose okuCentral America? Ona peji 25.