Peji 32
◼ Ungawana kupi rubatsiro rwokuti unzwisise Bhaibheri? Ona mapeji 6-8.
◼ Zvinoita here kuti uve norugare mupfungwa munyika ino ine zvinetso? Ona mapeji 10-12.
◼ Vati vawana areka yaNoa here? Ona mapeji 13-14.
◼ Abhigairi aiva ani, uye kutenda kwake kunotidzidzisei mazuva ano? Ona mapeji 18-21.
◼ Mwari anobvumira barika here? Ona peji 30.