Peji 32
◼ Bhaibheri rakasiyana sei nemabhuku akawanda okuzvibatsira akakurumbira? Ona peji 4.
◼ Dzidza nezvezvinetso uye zvimwe zvinonakidza pakashandurwa Bhaibheri mumitauro yemazuva ano. Ona peji 8.
◼ Ichokwadi here kuti machechi ose anonamata Mwari mumwe chete? Ona peji 12.
◼ Zvakamboita sei chaizvo kuparidzira mashoko akanaka kuchamhembe kweSiberia iri kure kuArctic Circle? Ona peji 24.
◼ Ungaenda kuna ani kana uchida kunyaradzwa uye kutsigirwa paunonzwa usina tariro uye seusina munhu angakubatsira? Ona peji 28.