RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w09 4/1 p. 32
  • Mwari Anogamuchira Zvitendero Zvose Here?

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mwari Anogamuchira Zvitendero Zvose Here?
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2009
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2009
w09 4/1 p. 32

Hurukuro Inokosha

Mwari Anogamuchira Zvitendero Zvose Here?

Vanhu vakawanda vanongopinda muzvitendero zvinopindwa nevabereki vavo. Vamwe vanozosarudza chitendero chavanoda gare gare muupenyu hwavo. Chokwadi kune zvitendero zvakawandisa zvokuti inongova saruraude. Zvichida wakambozvibvunza kuti, ‘Zvine basa here kuti ndinopinda chitendero chipi?’

Mubvunzo iwoyo uchapindurwa muhurukuro yavose ine musoro unoti, “Mwari Anogamuchira Zvitendero Zvose Here?” Hurukuro yavose iyi ichapiwa munyika 230. Munzvimbo dzakawanda, ichakurukurwa muDzimba dzoUmambo dzeZvapupu zvaJehovha nomusi weSvondo, April 26, 2009. Zvapupu zviri kwaunogara zvichafara kukuudza nguva nenzvimbo yacho chaiyo ichaitirwa musangano uyu. Uri kukokwa noushamwari.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe