Peji 32
◼ Kufungisisa nezvokugadzirwa kwakaitwa nyeredzi kunokubatsirei? Ona peji 7.
◼ Chii chaunodzidza nezvaMwari nokucherechedza kuda kunoita amai mwana wavo? Ona peji 9.
◼ Nei vakaroorana vachifanira kuteererana uye kunzwisisa manzwiro anenge achiratidzwa? Ona peji 11.
◼ Umambo hwaMwari chii, uye huchaitei pasi pano? Ona peji 16.
◼ Ndezvipi zvinofanira kuitirwa munhu ane chirwere chisingarapiki? Ona peji 28.