RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w07 3/1 p. 32
  • Chiitiko Chinofanira Kuyeukwa!

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Chiitiko Chinofanira Kuyeukwa!
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2007
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2007
w07 3/1 p. 32

Chiitiko Chinofanira Kuyeukwa!

Muvhuro, April 2

Waiva musi waNisani 14 wegore ra33 C.E. Jesu ainwa waini uye aidya chingwa chisina mbiriso pamwe chete nevaapostora vake. Akavarayirei? Kuti: “Rambai muchiita izvi muchindiyeuka.”—Ruka 22:19.

Saka kamwe chete pagore, Zvapupu zvaJehovha munyika yose zvinoungana kuti zviyeuke rufu rwaJesu nenzira yaakarayira pausiku hwaakataura mashoko iwayo. Gore rino musi waNisani 14 unotanga noMuvhuro, April 2, zuva ranyura. Uri kukokwa noushamwari kuti uzova pamwe chete nesu pamusangano wokuyeuka chiitiko chemanheru iwayo. Tapota bvunza Zvapupu zvaJehovha zvokwaunogara nezvenzvimbo uye nguva yomusangano wacho.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe