RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w06 3/15 p. 32
  • Ungana Nesu—Chitatu, April 12

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Ungana Nesu—Chitatu, April 12
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2006
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2006
w06 3/15 p. 32

Ungana Nesu—Chitatu, April 12

Usiku Hwaunofanira Kuyeuka

Usiku hwaakanga asati afa, Jesu Kristu akatanga Chirangaridzo chorufu rwake. Achishandisa waini nechingwa chakanga chisina mbiriso sezviratidzo, Jesu akarayira kuti: “Rambai muchiita izvi muchindiyeuka.”—Ruka 22:19.

Zvapupu zvaJehovha zvinokukoka noushamwari kuti ubatane nazvo pakuteerera Jesu nokuvapo pachiitiko ichi chinoitwa gore negore. Tapota tarisa kuseri kwehendibhiri rino kana kuti bvunza Zvapupu zvaJehovha zvekwaunogara kuti zvikuudze zuva, nguva nenzvimbo ichaitirwa musangano uyu.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe