RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w04 3/15 p. 32
  • Zuva Rokuyeuka

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zuva Rokuyeuka
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2004
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2004
w04 3/15 p. 32

Zuva Rokuyeuka

MANHERU akatangira kufa kwake, Jesu Kristu akagamuchidza vaapostora vake chingwa chisina kuviriswa nekapu yewaini tsvuku ndokuvarayira kuti vadye nokunwa. Akavaudzawo kuti: “Rambai muchiita izvi muchindiyeuka.”—Ruka 22:19.

Gore rino kuchengetwa kwegore negore kwechiitiko ichi kuchaitwa musi weSvondo, April 4, zuva ranyura. Zvapupu zvaJehovha pasi pose zvichange zvakaungana pausiku uhwu kuti zvichengete Chirangaridzo ichi munzira yakarayirwa naJesu. Unokokwa noushamwari kuti uzobatana nazvo. Tapota bvunza Zvapupu zvaJehovha zvomunharaunda yako nguva chaiyo nenzvimbo yomusangano uyu unokosha.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe