RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w00 9/1 p. 24
  • ‘Vanotaura Nezvokunaka Nokudanana’

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • ‘Vanotaura Nezvokunaka Nokudanana’
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2000
  • Mashoko Akafanana
  • Zvapupu Zvinoenda Kuvanhu Vose veFrance
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—1999
  • “Akanaka Kwazvo!”
    Swedera Pedyo naJehovha
  • Ukuru Hunoshamisa Hworunako rwaMwari
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1989
  • Runako Rukuru rwaJehovha
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1991
Ona Zvimwe
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2000
w00 9/1 p. 24

‘Vanotaura Nezvokunaka Nokudanana’

ZVAPUPU zvaJehovha zvave zvichireverwa nhema muFrance, pamwero mukuru mumakore mashoma achangobva kupfuura. Chokwadi chisina kuzara uye mashoko enhema ave achishandiswa nevanozvipikisa kuti vataure mashoko asiri iwo nezvazvo kuvanhu. Pakutanga kwa1999, Zvapupu zvaJehovha muFrance yose zvakaparadzira makopi mamiriyoni 12 eturakiti rine musoro unoti People of France, You Are Being Deceived! (Vanhu vomuFrance Muri Kunyengedzwa!) Muturakiti iri, zvakaramba mashoko okuzvidza akataurwa pamusoro pazvo.

Mazuva mashomanana kuparadzira kwacho kwapera, VaJean Bonhomme, chiremba uye vaichimbova nhengo yeParamende, vakatumira tsamba yokutaura zvavaifunga kupepanhau romunharaunda iyoyo. Vakanyora kuti: “Zvapupu zvaJehovha zvinouya kumba kwangu nguva nenguva. Zvinouya kuzotaura neni nezvokunaka uye kudanana kwomunyika yose. . . . Hazvipindi nechisimba. Zvinotaura zvinyoro-nyoro uye zvinoteerera nomutsa kusava nechokwadi kwangu.”

Vachitaura nezvemaonero anoita Zvapupu zvaJehovha zvinhu zvokunamata, VaBonhomme vakati: “Nokusava kwazvo nechokuita nenyika ino, hazvimbokuvadzi. Ukuwo, kuva nechokuita nenyika kwevamwe vezvematongerwo enyika ndiko kunotonyanya kutyisidzira kuvapo kworugare rwevagari vomunyika uye kubatana kwenzanga.”

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe