RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w94 3/1 p. 32
  • “Ngatirave Zvakawanda Tisati Tanyomba”

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • “Ngatirave Zvakawanda Tisati Tanyomba”
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—1994
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—1994
w94 3/1 p. 32

“Ngatirave Zvakawanda Tisati Tanyomba”

NDIZVO zvakataura mumwe munhu wokuNew Zealand pamusoro peNharireyomurindi, magazini yauri kurava. Pamusoro penyaya yaitaura pamusoro pengoro yokudenga yaMwari inorondedzerwa muna Ezekieri ganhuro 1, munhu wacho akanyora, kuti:

“Chimwe nechimwe cheizvi zvisikwa zvipenyu zvina, kana kuti makerubhi, chakanga chine mapapiro mana nezviso zvina. Zvakanga zvine chiso cheshumba, chinoratidzira ruramisiro yaJehovha; chiso chenzombe, chinomirira simba raMwari; chiso chegondo, chinoratidzira uchenjeri hwake; uye chiso chomunhu, chinoratidzira rudo rwaJehovha.

“Pashure pokurava ndaravazve iyoyi, ndakava nokunzwa kunofadza mukati momwoyo wangu. Misodzi yakauya kumeso angu, iya yomufaro. Mifungo yangu yapakarepo yakanga iri yokuti, ‘Munofanira kuva akaisvonaka neanofadza sei, Jehovha!’ Ndinoshamiswa chaizvo neni ndimene nokuda kweiyi mirangariro mitsva kuna Jehovha Mwari iyeyu uyo ndakanyomba kwamakore akawanda, ndichiva munhu wenyika wandiri. Ndinoti ‘ndinokutendai’ kuZvapupu zvaJehovha, uye kune vakawanda vakafanana neni, ndinoti, ‘Ngatirave zvakawanda tisati tanyomba.’”

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe