RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w88 4/15 p. 32
  • ‘Rakandibetsera Zvikuru Kwazvo’

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • ‘Rakandibetsera Zvikuru Kwazvo’
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1988
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1988
w88 4/15 p. 32

‘Rakandibetsera Zvikuru Kwazvo’

Pwere zvirokwazvo dzinoda betsero nhasi, iyoyo neparariro yokuzviuraya kwavechiduku, pamuviri, udhakwa, shandiswo isakafanira yemirimo, uye zvimwe zvinetso. Asi ndokupi kwadzinogona kuigamuchira? Imwe pwere yokuBuffalo, New York, yakanyorera Watchtower Society, kuti:

“Ndakarava bhuku renyu . . . Upwere Hwako—Kuwana Zvakanakisisa Mahuri. Ndinofanira kutaura kuti makanyora bhuku rakanaka. Rakandibetsera zvikuru kwazvo, uye ndinoziva kuti rinogona kuita zvimwe chetezvo nokuda kwomumwe munhuwo zvake. . . . Ndakapfuudzira bhuku rangu kushamwari, uye iye akaita fambiro mberi. Ndinokuongai, Changamire, kamirioni, nokuda kwokunyora bhuku rakanaka zvikuru rakadaro.”

Iwewo ungagona kugamuchira iri bhuku duku rinokosha ravanhu vaduku nokuzadza bedzi ndokuposita kopani, pamwe nomupiro wako.

Ndapota tumirai, muchiripira mari yokuposita, bhuku rine butiro rakasimba, rine mapeji 192 Upwere Hwako—Kuwana Zvakanakisisa Mahuri. Ndinopfigira $1,60.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe