RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w88 3/15 p. 32
  • Kuchengeta Rufu rwaJesu

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kuchengeta Rufu rwaJesu
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1988
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1988
w88 3/15 p. 32

Kuchengeta Rufu rwaJesu

Mukati mokuchengeta kwakapfava, Jesu Kristu akashandisa waini nechingwa chisina kuviriswa sezviratidzo zvoupenyu hwomunhu uhwo aizobaira rudzi rwomunhu. Pakutanga uku kuchengeta, iye akati: “Rambai muchiita ikoku muchindiyeuka.”—Ruka 22:19, NW.

Gore rapera vanhu 8 965 221 vakayeuka Jesu kupfurikidza nokupinda Chirangaridzo chorufu rwake pamisangano chaiyo yakatsigirwa neZvapupu zvaJehovha. Iwe unokokwa noushamwari kuzopinda kuchengetwa kweChirangaridzo gore rino paHoro yoUmambo iri pedyosa nomusha wako. Chichaitwa paChishanu, April 1, pashure pokuvira kwezuva. Nzvera neZvapupu zvaJehovha zvomunzvimbomo nokuda kwenguva chaiyo.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe