RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w86 1/15 p. 32
  • Mushonga Wokupera Mwoyo

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mushonga Wokupera Mwoyo
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1986
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1986
w86 1/15 p. 32

Mushonga Wokupera Mwoyo

Nezvinetso zvose izvo vanhu vanazvo mazuva ano, hakushamisi kuti kune zvirwere zvakawanda kwazvo zvine chokuita nenhamo. Vamwe mbuya vokuCanada vanorondedzera mugariro wavo uye kugamuchira kwavanoita rusununguko.

“Ndiri kurera muzukururume ane makore 11 okukura uye misi ichangobva kupfuura iyi ndakawana muzukurukadzi ane makore 14 kuti ndiedze kubetsera. Ndinopera mwoyo, asi ndinongoda chete kukuzivisai kuti pandinonzwa ndava kuora mwoyo handisati ndichingonyengetera bedzi kuna Jehovha asi ndakawana chimwe chinhuzve chinobetsera chaizvoizvo.

“Ndinorega chandinenge ndichiita ndokurara kana kuti kugara pasi tepi dzeKingdom Melodies dzichirira. Ndinotsinzinya uye ndinobudisa mimwe mifungo mundangariro mangu kupfurikidza nokuyeuka chandinogona kuita nezvamashoko acho sezvo nziyo dzamarimba dzinenge dzichirira. Pandinomuka, ndinonzwa ndiri nani zvikuru uye ndinokwanisa zvakare kupfuurira.”

Iwewo, unogona kubetserwa neidzi nziyo dzakanaka, dzinozorodza. Imwe neimwe yamakaseti mashanu, Kingdom Melodies 1, 2, 3, 4, ne 5, inongoita bedzi $2.60 uye ine nguva yokurira yeinenge awa imwe. Gamuchira makaseti akarongwa pasi apa kupfurikidza nokuzadza nokuposita kopani inotevera.

Ndapota tumirai, muchiripira mari yokuposita, (ma)kaseti aratidzirwa pasi apa. Nokuda kwekaseti imwe neimwe yaodhwa, ndapfigira $2.60 kufukidza ndyiko yacho.

[ ] Kingdom Melodies 1 [ ] Kingdom Melodies 2

[ ] Kingdom Melodies 3 [ ] Kingdom Melodies 4

[ ] Kingdom Melodies 5

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe