RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • gnjvrg
  • “Ndini Wacho”

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • “Ndini Wacho”
  • Mashoko Akanaka Akataurwa naJesu—Mavhidhiyo
Mashoko Akanaka Akataurwa naJesu—Mavhidhiyo
gnjvrg

VHIDHIYO 3

“Ndini Wacho”

Jesu anotsanangurira Nikodhimo nezvekuberekwa nemvura uye nemweya (gnj 3 00:00-04:43)

Joh 3:1-13

Mwanakomana wemunhu anofanira kusimudzwa sekusimudzwa kwakaitwa nyoka murenje (gnj 3 04:43-05:02)

Joh 3:14, 15

Mwari akatuma Mwanakomana wake akaberekwa ari mumwe oga kuti aponese nyika, kwete kuti aitonge (gnj 3 05:02-07:52)

Joh 3:16-21

Uchapupu hwaJohani hwekupedzisira nezvaJesu (gnj 3 08:08-10:19)

Joh 3:22-30

Kutenda muMwanakomana, uyo anobva kumusoro, kunoita kuti munhu awane upenyu husingaperi (gnj 3 10:19-11:45)

Joh 3:31-36

Johani anoiswa mujeri (gnj 3 11:45-13:28)

Mk 6:17-20; Mt 4:12; 14:3-5; Ru 3:19, 20

Jesu, uyo ainge aneta, anosvika patsime raJakobho muguta reSikari, muSamariya (gnj 3 13:28-14:35)

Joh 4:1-6

Jesu anotanga kukurukura nemukadzi muSamariya (gnj 3 14:35-16:52)

Joh 4:7-15

Jesu anodzidzisa mukadzi muSamariya nezvekunamata kwechokwadi (gnj 3 16:52-18:39)

Joh 4:16-24

Jesu anoudza mukadzi muSamariya kuti ndiye Mesiya (gnj 3 18:39-19:06)

Joh 4:25, 26

Mukadzi muSamariya anoudza vamwe nezvaJesu (gnj 3 19:06-19:45)

Joh 4:27-30

Jesu anofananidza kuita kuda kwaMwari nezvekudya; anotaura nezvekukohwa kune zvakunofananidzira (gnj 3 19:45-21:15)

Joh 4:31-38

VaSamariya vakawanda vanotenda muna Jesu kuti “ndiye muponesi wenyika” (gnj 3 21:15-22:07)

Joh 4:39-42

Jesu anotanga kuparidza muGarireya (gnj 3 22:07-23:07)

Joh 4:43-45; Mk 1:14, 15; Mt 4:17; Ru 4:14, 15

Jesu anoporesa mwanakomana wegurukota kuKana muGarireya (gnj 3 23:07-26:20)

Joh 4:46-54

Jesu anorambwa muNazareta (gnj 3 26:20-30:48)

Ru 4:16-30

Jesu anoenda kuKapenaume (gnj 3 30:53-31:56)

Mt 4:13-16

Chishamiso chekubata hove; vadzidzi vekutanga vanoshevedzwa (gnj 3 31:56-39:34)

Ru 5:1-11; Mt 4:18-22; Mk 1:16-20

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe