RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • CA-copgm26 pp. 2-3
  • ‘Namata Mumweya Nemuchokwadi’

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • ‘Namata Mumweya Nemuchokwadi’
  • Purogiramu yeGungano Redunhu reZvapupu zvaJehovha Nemutariri Wedunhu ra2025-2026
  • Mashoko Akafanana
  • ‘Zvibate Zvinoenderana Nemashoko Akanaka’
    Purogiramu yeGungano Redunhu reZvapupu zvaJehovha Nemutariri Wedunhu ra2024-2025
  • Fadza Mwoyo waJehovha!
    Purogiramu Yegungano Redunhu ra2020-2021—Nemutariri Wedunhu
  • Pinda Muzororo raMwari!
    Purogiramu yeGungano Redunhu Nemumiririri Webazi ra2023-2024
  • Mhuri yaJehovha Yakabatana
    Purogiramu yeGungano Redunhu Nemutariri Wedunhu ra2022-2023
Ona Zvimwe
Purogiramu yeGungano Redunhu reZvapupu zvaJehovha Nemutariri Wedunhu ra2025-2026
CA-copgm26 pp. 2-3

‘Namata Mumweya Nemuchokwadi’

JOHANI 4:24

Mangwanani

  • 9:40 Mimhanzi

  • 9:50 Rwiyo Nhamba 85 Nemunyengetero

  • 10:00 “Baba Vari Kutsvaga Vanhu Vakadaro”

  • 10:15 Hurukuro Yekusiyirana: ‘Namata Mumweya’

    • • Paunenge Uchiedza Kunzwisisa Kuti Jehovha Ari Kuda Kuti Tiite Sei

    • • Paunenge Wakaora Mwoyo

    • • Paunenge Uchida Kuita Zvakawanda Mubasa raJehovha

  • 11:05 Rwiyo Nhamba 88 Nezviziviso

  • 11:15 Zvatingaita “Kuti Chokwadi Chive Pachena”

  • 11:35 Kubhabhatidzwa: Kubhabhatidzwa Kunokubatsira Sei?

  • 12:05 Rwiyo Nhamba 51

Masikati

  • 1:20 Mimhanzi

  • 1:30 Rwiyo Nhamba 72 Nemunyengetero

  • 1:35 Hurukuro yeBhaibheri: Tingaziva Sei Kuti Izvi Zvakanaka Uye Izvi Zvakaipa?

  • 2:05 Kupfupikiswa kweNharireyomurindi

  • 2:35 Rwiyo Nhamba 56 Nezviziviso

  • 2:45 Hurukuro Yekusiyirana: ‘Namata Muchokwadi’

    • • Mumhuri

    • • Munyika Ine Vanhu Vasina Kubatana

    • • Panenge Pachinetsa Nyaya Dzeupfumi

  • 3:30 “Tenga Chokwadi Uye Usambochitengesa”

  • 4:00 Rwiyo Nhamba 29 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe