RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • CO-pgm24 pp. 4-5
  • Mugovera

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mugovera
  • Purogiramu yeGungano ra2024
  • Mashoko Akafanana
  • Chishanu
    Purogiramu yeGungano ra2024
  • Chishanu
    Purogiramu yeGungano ra2025
  • Mugovera
    Purogiramu yeGungano ra2025
  • Mugovera
    Purogiramu Yegungano ra2022
Ona Zvimwe
Purogiramu yeGungano ra2024
CO-pgm24 pp. 4-5
Mapikicha: Purogiramu yemusi weMugovera. 1. Josefa naMariya vaina Jesu achiri mucheche. 2. Mambo Herodhi. 3. Mhuri mbiri dzeZvapupu dziri muushumiri.

Mugovera

“Zuva nezuva zivisai mashoko akanaka ekuponesa kwake”—Pisarema 96:2

Mangwanani

  • 9:20 Vhidhiyo Yemimhanzi

  • 9:30 Rwiyo Nhamba 53 Nemunyengetero

  • 9:40 ‘Ndinofanira Kuzivisa Mashoko Akanaka eUmambo’ (Ruka 4:43)

  • 9:50 DHIRAMA REMUBHAIBHERI:

    Mashoko Akanaka Akataurwa naJesu: Vhidhiyo 1

    Chiedza Chechokwadi Chinovhenekera Nyika—Chikamu II (Mateu 2:1-23; Ruka 2:1-38, 41-52; Johani 1:9)

  • 10:25 Rwiyo Nhamba 69 Nezviziviso

  • 10:35 HURUKURO YEKUSIYIRANA: Uprofita Hune Chekuita naMesiya Hwakazadziswa!

    • • Paizotanga Kuuya Nhume (Maraki 3:1; 4:5; Mateu 11:10-14)

    • • Aizoberekwa Nemhandara (Isaya 7:14; Mateu 1:18, 22, 23)

    • • Aizoberekerwa muBhetrehema (Mika 5:2; Ruka 2:4-7)

    • • Aizochengetedzwa Achiri Mudiki (Hosiya 11:1; Mateu 2:13-15)

    • • Aizonzi muNazareta (Isaya 11:1, 2; Mateu 2:23)

    • • Aizouya Panguva Chaiyo (Dhanieri 9:25; Ruka 3:1, 2, 21, 22)

  • 11:40 KUBHABHATIDZWA: Rambai ‘Muchiteerera Mashoko Akanaka’ (2 VaKorinde 9:13; 1 Timoti 4:12-16; VaHebheru 13:17)

  • 12:10 Rwiyo Nhamba 24 Nekumbozorora

Masikati

  • 1:35 Vhidhiyo Yemimhanzi

  • 1:45 Rwiyo Nhamba 83

  • 1:50 HURUKURO YEKUSIYIRANA: Shandisa Mashoko Akanaka Kukunda Zvakaipa

    • • Makuhwa (Isaya 52:7)

    • • Kunyanya Kuzvipa Mhosva (1 Johani 1:7, 9)

    • • Nhau Dzinoodza Mwoyo (Mateu 24:14)

    • • Kuora Mwoyo (Mateu 11:28-30)

  • 2:35 HURUKURO YEKUSIYIRANA: ‘Ndinoda Chaizvo Kuzivisa Mashoko Akanaka’

    • • Harisi Basa Revaapostora Chete (VaRoma 1:15; 1 VaTesaronika 1:8)

    • • Ushumiri Hwedu Inzira Yekunamata (VaRoma 1:9)

    • • Gara Wakagadzirira Uine Zvekushandisa Zvakakodzera (VaEfeso 6:15)

  • 3:15 VHIDHIYO: ‘Mashoko Akanaka Ari Kuva Nezvibereko Uye Ari Kuwedzera Sei Munyika Yese’ (VaKorose 1:6)

  • 3:40 Rwiyo Nhamba 35 Nezviziviso

  • 3:50 HURUKURO YEKUSIYIRANA: Ramba Uchiparidza Mashoko Akanaka

    • • Kwese Kwaunenge Uri (2 Timoti 4:5)

    • • Chero Kwaunenge Wanzi naJehovha Uende (Mabasa 16:6-10)

  • 4:15 Zvii Zvauchaita Kuti Utsigire ‘Mashoko Akanaka’? (1 VaKorinde 9:23; Isaya 6:8)

  • 4:50 Rwiyo Nhamba 21 Nemunyengetero Wekugumisa

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe