RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sjj rwiyo 154
  • Rudo Rusingachinji

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Rudo Rusingachinji
  • ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Mashoko Akafanana
  • Mugovera
    Purogiramu Yegungano Remunharaunda ra2019
  • Iva Norudo Rusingamboperi
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2009
  • Vakwa Norudo
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2001
  • “Rambai Muchifamba Murudo”
    Swedera Pedyo naJehovha
Ona Zvimwe
‘Imbira Jehovha Uchifara’
sjj rwiyo 154

RWIYO 154

Rudo Rusingachinji

Rakaprindwa

(1 VaKorinde 13:8)

  1. 1. Cheuka uone;

    Hama dzine rudo—

    Rusingawaniki m’nyika.

    Dz’notitsigira

    Dzichitida kwazvo,

    Tinofara takabva m’nyika.

    (SUMO YEKORASI)

    Rudo harumboperi.

    Harutombochinji.

    (KORASI)

    Rudo—rusingachinji—

    Topiwa naMwari.

    Ndozvaari.

    Rudo—rusingachinji—

    Ndo’pane upenyu.

    Rudo rwatinarwo,

    Rusadzime m’mwoyo—

    Haruchinji.

  2. 2. Nyange tinganzwa

    Setapedzwa simba

    Nemitoro yeupenyu,

    Kupa kwotipa

    Mufaro mukuru,

    Patinokurudzirana.

    (SUMO YEKORASI)

    Rudo harumboperi.

    Harutombochinji.

    (KORASI)

    Rudo—rusingachinji—

    Topiwa naMwari.

    Ndozvaari.

    Rudo—rusingachinji—

    Ndo’pane upenyu.

    Rudo rwatinarwo,

    Rusadzime m’mwoyo.

    (KORASI)

    Rudo—rusingachinji—

    Topiwa naMwari.

    Ndozvaari.

    Rudo—rusingachinji—

    Ndo’pane upenyu.

    Rudo rwatinarwo,

    Rusadzime m’mwoyo—

    Haruchinji,

    Haruchinji,

    Haruchinji.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe