RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • CO-pgm19 pp. 4-5
  • Mugovera

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mugovera
  • Purogiramu Yegungano Remunharaunda ra2019
  • Mashoko Akafanana
  • Mugovera
    Purogiramu Yegungano Remunharaunda ra2021
  • Mugovera
    Purogiramu Yegungano Remunharaunda ra2020
  • Chishanu
    Purogiramu Yegungano Remunharaunda ra2019
  • Chishanu
    Purogiramu Yegungano ra2022
Ona Zvimwe
Purogiramu Yegungano Remunharaunda ra2019
CO-pgm19 pp. 4-5
Mhuri iri kumhanya ichifara yakabatana maoko pamahombekombe egungwa

Mugovera

“RAMBAI MUCHIFAMBA MURUDO”​—VAEFESO 5:2

MANGWANANI

  • 9:20 Vhidhiyo Yemimhanzi

  • 9:30 Rwiyo Nhamba 85 Nemunyengetero

  • 9:40 HURUKURO YEKUSIYIRANA: Ratidza Rudo Rusingaperi Muungano

    • Kune Vaya Vari Kutungamirira (1 VaTesaronika 5:12, 13)

    • Kuchirikadzi Nenherera (Jakobho 1:27)

    • Kune Vakwegura (Revhitiko 19:32)

    • Kune Vari Mubasa Renguva Yakazara (1 VaTesaronika 1:3)

    • Kune Vanobva Kune Dzimwe Nyika (Revhitiko 19:34; VaRoma 15:7)

  • 10:50 Rwiyo Nhamba 58 Nezviziviso

  • 11:00 HURUKURO YEKUSIYIRANA: Ratidza Rudo Rusingaperi Muushumiri

    • Ratidza Kuti Unoda Mwari (1 Johani 5:3)

    • “Ida Muvakidzani Wako Sezvaunozviita” (Mateu 22:39)

    • Ida Shoko raJehovha (Pisarema 119:97; Mateu 13:52)

  • 11:45 KUBHABHATIDZWA: Tevedzera Jesu Pakuratidza Rudo (Mateu 11:28-30)

  • 12:15 Rwiyo Nhamba 52 Nekumbozorora

MASIKATI

  • 1:35 Vhidhiyo Yemimhanzi

  • 1:45 Rwiyo Nhamba 84

  • 1:50 HURUKURO YEKUSIYIRANA: Rudo Rusingaperi Ruri Kuratidzwa Nehama Dzedu . . .

    • dzekuAfrica (Genesisi 16:13)

    • dzekuAsia (Mabasa 2:44)

    • dzekuEurope (Johani 4:35)

    • dzekuNorth America (1 VaKorinde 9:22)

    • dzekuOceania (Pisarema 35:18)

    • dzekuSouth America (Mabasa 1:8)

  • 2:55 HURUKURO YEKUSIYIRANA: Ratidza Rudo Rusingaperi Mumhuri Yako

    • Ida Mudzimai Wako (VaEfeso 5:28, 29)

    • Ida Murume Wako (VaEfeso 5:33; 1 Petro 3:1-6)

    • Ida Vana Vako (Tito 2:4)

  • 3:35 Rwiyo Nhamba 35 Nezviziviso

  • 3:45 FIRIMU: Nyaya yaJosiya: Ida Jehovha; Venga Zvakaipa—Chikamu I (2 Makoronike 33:10-24; 34:1, 2)

  • 4:15 Dzidzisai Vana Venyu Kuratidza Rudo (2 Timoti 3:14, 15)

  • 4:50 Rwiyo Nhamba 134 Nemunyengetero Wekugumisa

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe