Kavha/Peji Yevabudisi
Shingairira Kuverenga Nekudzidzisa—1 TIMOTI 4:13
Bhuku rino haritengeswi. Rimwe remabhuku anoshandiswa pabasa rekudzidzisa Bhaibheri munyika yese uye basa iri rinotsigirwa nezvipo.
Kana uchida kupa chipo chako, enda pawebsite inonzi donate.jw.org.
Magwaro ari mubhuku rino anobva muBhaibheri reShanduro yeNyika Itsva, kunze kwekunge pataurwa kuti pane pamwe paatorwa.
Rakadhindwa muna January 2025
Shona (th-CA)
© 2018
Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania