Teerera Mhinduro Dzemibvunzo Iyi:
Nei zvichikosha kuti tive nekutenda nguva dzose? (Mako 11:22)
Kana tikafungisisa mifananidzo inotsanangura zvakaita Jehovha, zvichatibatsira sei? (Pis 28:7; Ru 11:11-13; Dhe 32:4; Pis 23:1)
Tingaita sei kuti tiwedzere kuva nekutenda? (Mako 9:24)
“Chivi chinotipingirisha nyore nyore” chii, uye tingaita sei kuti tisaita chivi ichi? (VaH 12:1)
Chii chinoita kuti tinyatsobvuma kuti vanhu vane kutenda kwechokwadi vachapiwa mubayiro? (VaH 11:6)