RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sjj rwiyo 149
  • Rwiyo Rwekukunda

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Rwiyo Rwekukunda
  • ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Mashoko Akafanana
  • Rwiyo Rwokukunda
    Imbirai Jehovha
  • Jehovha Anotanga Kutonga
    Imbirai Jehovha
  • Zita raBaba Vedu
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Upenyu Husina Mugumo—Pakupedzisira!
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ona Zvimwe
‘Imbira Jehovha Uchifara’
sjj rwiyo 149

RWIYO 149

Rwiyo Rwekukunda

Rakaprindwa

(Eksodho 15:1)

  1. 1. Imbirai Jah. Zita rake iguru kwazvo.

    VaIjipiti akavanyudza mugungwa.

    Murumbidzei; Kunze kwake hakuna mumwe.

    Iye ndiJehovha; Akakunda nesimba.

    (KORASI)

    Jehovha, Wemasimbaose,

    Munongoramba makangodaro.

    Ma’kuzotsvaira mhandu dzenyu,

    Motsvenesa zita renyu.

  2. 2. Ona marudzi, ari kushora She Jehovha.

    Vanopfu’ra Farao, asi vachakundwa.

    Vachaparadzwa; Pahondo yeAmagedhoni.

    Zita raJehovha, Vanhu vachariziva.

    (KORASI)

    Jehovha, Wemasimbaose,

    Munongoramba makangodaro.

    Ma’kuzotsvaira mhandu dzenyu,

    Motsvenesa zita renyu.

(Onawo Pis. 2:2, 9; 92:8; Mar. 3:6; Zvak. 16:16.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe