RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sjj rwiyo 140
  • Upenyu Husingaperi—Pakupedzisira!

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Upenyu Husingaperi—Pakupedzisira!
  • ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Mashoko Akafanana
  • Upenyu Husingaperi—Pakupedzisira!
    Imbirai Jehovha
  • Upenyu Husina Mugumo—Pakupedzisira!
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Rwiyo Rutsva
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Rwiyo Rutsva
    Imbirai Jehovha
Ona Zvimwe
‘Imbira Jehovha Uchifara’
sjj rwiyo 140

RWIYO 140

Upenyu Husingaperi—Pakupedzisira!

Rakaprindwa

(Johani 3:16)

  1. 1. Ona mupfungwa dzako,

    Marudzi ari pamwe.

    Pazova nerugare,

    Marwadzo apera.

    (KORASI)

    Imba nemufaro!

    Newe ungavepo.

    Mirira pauchati,

    “Ndawana upenyu!”

  2. 2. Vakuru vadzokera

    Pakuvazve vadiki.

    Nhamo zvino dzapera,

    Kuchema kwapera.

    (KORASI)

    Imba nemufaro!

    Newe ungavepo.

    Mirira pauchati,

    “Ndawana upenyu!”

  3. 3. Mufaro m’paradhiso

    Tichiimbira Mwari;

    Upenyu hwedu hwese

    Tichatenda Mwari.

    (KORASI)

    Imba nemufaro!

    Newe ungavepo.

    Mirira pauchati,

    “Ndawana upenyu!”

(Onawo Job. 33:25; Pis. 72:7; Zvak. 21:4.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe