RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sjj rwiyo 120
  • Tevedzera Unyoro hwaKristu

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Tevedzera Unyoro hwaKristu
  • ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Mashoko Akafanana
  • Tevedzerai Unyoro hwaKristu
    Imbirai Jehovha
  • Unyoro—Hunotibatsira Sei?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2020
  • Unyoro—Unhu hwechiKristu Hunokosha
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2003
  • Ratidza “Unyoro Hwose Kuvanhu Vose”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2003
Ona Zvimwe
‘Imbira Jehovha Uchifara’
sjj rwiyo 120

RWIYO 120

Tevedzera Unyoro hwaKristu

Rakaprindwa

(Mateu 11:28-30)

  1. 1. She Kristu vanhu vese aipfu’ra,

    Asi mbiri aisazvitsvagira.

    Aikosha muchinangwa chaMwari;

    Asi aizvininipisa kwa’ri.

  2. 2. Vese vakaremerwa anovati:

    ‘Huyai, ndinokutakurirai.’

    Vozorodzwa nekutsvaga Umambo.

    She anoda vanyoro vakadaro.

  3. 3. ‘Muri hama mese,’ akadaro She;

    Musoro weungano, timukudze.

    Vanyoro kuna Mwari vanokosha.

    Achavagarisa nhaka yenyika.

(Onawo Zvir. 3:34; Mat. 5:5; 23:8; VaR. 12:16.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe