RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sjj rwiyo 102
  • ‘Batsirai Vaya Vasina Simba’

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • ‘Batsirai Vaya Vasina Simba’
  • ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Mashoko Akafanana
  • ‘Batsirai Vaya Vasina Simba’
    Imbirai Jehovha
  • “Munofanira Kubatsira Vasina Simba”
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • ‘Ivai Norudo Pakati Penyu’
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2003
  • Unoona Vasina Simba Sezvinoita Jehovha Here?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2014
Ona Zvimwe
‘Imbira Jehovha Uchifara’
sjj rwiyo 102

RWIYO 102

‘Batsirai Vaya Vasina Simba’

Rakaprindwa

(Mabasa 20:35)

  1. 1. Patisina kusimba

    Tese tinapo.

    Jehovha anotida

    Takangodaro.

    Iye ane ngoni

    Nerudo rukuru.

    Nerudo rwakadaro,

    Tidewo vamwe.

  2. 2. Vamwe vangangoita

    Sevakasimba,

    Asi ivo vasina.

    Tivasimbise.

    Navo ndevaMwari;

    Anovapa simba.

    Ticheme pamwe navo,

    Tivanyaradze.

  3. 3. Hatidi kuvashora,

    Asi tizive

    Kuti vangasimbiswa

    Nemutsa wedu.

    Ngatishingaire

    Kuvakurudzira.

    Patinovatsigira,

    Vachanyaradzwa.

(Onawo Isa. 35:3, 4; 2 VaK. 11:29; VaG. 6:2.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe