RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sjj rwiyo 98
  • Magwaro Akafemerwa naMwari

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Magwaro Akafemerwa naMwari
  • ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Mashoko Akafanana
  • Magwaro—Akafuridzirwa naMwari
    Imbirai Jehovha
  • Kuita Kuti Tibudirire
    Imbirai Jehovha
  • Magwaro—Akafuridzirwa Uye Anobetsera
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Chishamiso Choupenyu
    Imbirai Jehovha
Ona Zvimwe
‘Imbira Jehovha Uchifara’
sjj rwiyo 98

RWIYO 98

Magwaro Akafemerwa naMwari

Rakaprindwa

(2 Timoti 3:16, 17)

  1. 1. Shoko raMwari chiedza,

    Rovheneka murima.

    Kana tikaritevera,

    Zvedi tinosunungurwa.

  2. 2. NeShoko rakafemerwa,

    Todzidza zvinodiwa.

    Rotipa chido nesimba;

    Richiruramisa zvinhu.

  3. 3. Kubva muShoko raMwari

    Toziva rudo rwake.

    Torirava nguva dzese,

    Kuti tisambotsauke.

(Onawo Pis. 119:105; Zvir. 4:13.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe