RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sjj rwiyo 84
  • Kuwedzera Basa Redu

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kuwedzera Basa Redu
  • ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Mashoko Akafanana
  • Kuwedzera Basa Redu
    Imbirai Jehovha—Nziyo Itsva
  • Upenyu Husina Mugumo—Pakupedzisira!
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Kuita Kuti Tibudirire
    Imbirai Jehovha
  • Vadzidzisei Kumira Vakasimba
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
Ona Zvimwe
‘Imbira Jehovha Uchifara’
sjj rwiyo 84

RWIYO 84

Kuwedzera Basa Redu

Rakaprindwa

(Mateu 9:37, 38)

  1. 1. She Jehovha anoziva

    Zvinotiita tifare.

    Anotipa nzira zhinji

    Dzekuti timushumire.

    (KORASI)

    Tiwedzere basa,

    tipe Jehovha.

    Kunoda vashandi, tiveko,

    zvibve pamwoyo.

  2. 2. Kune basa m’nyika dzese.

    Tiende kune vashoma.

    Tawedzera basa redu.

    Tinenge tichipa vamwe.

    (KORASI)

    Tiwedzere basa,

    tipe Jehovha.

    Kunoda vashandi, tiveko,

    zvibve pamwoyo.

  3. 3. Chero tisina kuenda,

    Tinoedza zvinhu zvitsva.

    Tinodzidza mitauro

    Kuti tizivise vese.

    (KORASI)

    Tiwedzere basa,

    tipe Jehovha.

    Kunoda vashandi, tiveko,

    zvibve pamwoyo.

(Onawo Joh. 4:35; Mab. 2:8; VaR. 10:14.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe