RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sjj rwiyo 82
  • “Chiedza Chenyu Ngachivheneke”

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • “Chiedza Chenyu Ngachivheneke”
  • ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Mashoko Akafanana
  • “Chiedza Chenyu Ngachivheneke”
    Imbirai Jehovha
  • “Chiedza Chenyu Ngachivheneke”
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2001
  • “Chiedza Chenyu Ngachivheneke”
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2011
  • “Chiedza Chenyu Ngachivheneke” Kuti Jehovha Akudzwe
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2018
Ona Zvimwe
‘Imbira Jehovha Uchifara’
sjj rwiyo 82

RWIYO 82

“Chiedza Chenyu Ngachivheneke”

Rakaprindwa

(Mateu 5:16)

  1. 1. Jesu arayira Kuti tipenye.

    Tisingasaruri,

    Tichinyaradza.

    Pfungwa dzerugare

    Dzobva muShoko.

    Nechiedza cheShoko

    Tinovheneka.

  2. 2. Shoko reUmambo

    Robaya mwoyo.

    Semwenje rojeka

    Mubasa redu.

    Chiedza cheShoko

    Chotipenyera;

    Toudza munhu wese,

    Ozosarudza.

  3. 3. Mabasa emutsa Anovaima

    Pamashoko edu

    Kunge parera.

    Ngatipenyesese

    Nekururama.

    Mabasa edu ese

    Afadze Mwari.

(Onawo Pis. 119:130; Mat. 5:14, 15, 45; VaK. 4:6.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe