RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sjj rwiyo 71
  • Tiri Uto raJehovha!

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Tiri Uto raJehovha!
  • ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Mashoko Akafanana
  • Tiri Uto raJehovha!
    Imbirai Jehovha
  • Ramba Uchishanda, Wakarinda, Wakamirira
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Upenyu Husina Mugumo—Pakupedzisira!
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Ona Uto raJehovha!
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ona Zvimwe
‘Imbira Jehovha Uchifara’
sjj rwiyo 71

RWIYO 71

Tiri Uto raJehovha!

Rakaprindwa

(VaEfeso 6:11-14)

  1. 1. Tiri uto raMwari,

    Pasi paKristu.

    Kunyange tichishorwa,

    Hatidzoki shure.

    Takatendeka kwa’ri

    Pakuparidza.

    Takatsunga mwoyo,

    Hatitombotyi.

    (KORASI)

    Tiri uto raMwari;

    Pamwe naKristu,

    Tozivisa kuti:

    “Mwari otonga.”

  2. 2. Toenda kunotsvaga

    Makwai ake;

    Aya akarasika,

    Ari kungochema.

    Tovashanyira uye

    Tovadzidzisa;

    Tovati: ‘Huyai

    Kumisangano.’

    (KORASI)

    Tiri uto raMwari;

    Pamwe naKristu,

    Tozivisa kuti:

    “Mwari otonga.”

  3. 3. Iuto raJehovha,

    Kristu pamberi.

    Rashongedzera hondo,

    Vese vakashinga.

    Tive vakachenjera,

    Takarurama.

    Tikatyisidzirwa

    Tichatendeka.

    (KORASI)

    Tiri uto raMwari;

    Pamwe naKristu,

    Tozivisa kuti:

    “Mwari otonga.”

(Onawo VaF. 1:7; Fir. 2.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe