RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sjj rwiyo 64
  • Kuita Basa Rekukohwa Tichifara

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kuita Basa Rekukohwa Tichifara
  • ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Mashoko Akafanana
  • Kubatsira Tichifara Mubasa Rokukohwa
    Imbirai Jehovha
  • Kugoverana Nomufaro Mukukohwa
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Basa Redu Rekuzvipira
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Basa Redu Rokuzvipira
    Imbirai Jehovha
Ona Zvimwe
‘Imbira Jehovha Uchifara’
sjj rwiyo 64

RWIYO 64

Kuita Basa Rekukohwa Tichifara

Rakaprindwa

(Mateu 13:1-23)

  1. 1. Kuva munguva yekukohwa,

    Rukudzo rukuru chose.

    Gorosi rese ratoibva,

    Tonakidzwa nekukohwa.

    Jesu muenzaniso wedu,

    Otungamirira basa.

    Tinonzwa tichifara zvikuru

    Tichikohwa pamwe naye.

  2. 2. Kuda Mwari nem’vakidzani

    Kwoita tikurumidze.

    Kuparidza nekudzidzisa,

    Hatisi kumbononoka.

    M’faro watinowana chipo;

    Kukomborerwa naMwari.

    Nekutenda hatiregi basa,

    Tozopiwa mubayiro.

(Onawo Mat. 24:13; 1 VaK. 3:9; 2 Tim. 4:2.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe