RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sjj rwiyo 59
  • Rumbidza Jah Pamwe Neni

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Rumbidza Jah Pamwe Neni
  • ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Mashoko Akafanana
  • Rumbidza Jah Pamwe Neni
    Imbirai Jehovha
  • Rumbidza Ja Neni!
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Rumbidzai Jehovha Nekuda kweMwana Wake, Muzodziwa
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Rumbidzai Jehovha Nokuda kwoUmambo Hwake
    Imbirai Jehovha
Ona Zvimwe
‘Imbira Jehovha Uchifara’
sjj rwiyo 59

RWIYO 59

Rumbidza Jah Pamwe Neni

Rakaprindwa

(Pisarema 146:2)

  1. 1. Rumbidza Jah;

    Ngatiimbe!

    Anotipa upenyu nezvese.

    Tirumbidze Zita rake,

    Rudo rwake neukuru hwake.

    Zita rake tinoriparidza.

  2. 2. Rumbidza Jah;

    Anogutsa.

    Anonzwa minyengetero yedu.

    Vakaneta Osimbisa;

    Mweya wake unotitsigira.

    Simba rake tinorizivisa.

  3. 3. Rumbidza Jah;

    Akanaka.

    Otinyaradza, tovimba naye.

    Acharapa Mwoyo yedu.

    Umambo huchatikomborera.

    Uya tim’rumbidze tichifara!

(Onawo Pis. 94:18, 19; 145:21; 147:1; 150:2; Mab. 17:25.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe