RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sjj rwiyo 15
  • Rumbidzai Dangwe raJehovha!

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Rumbidzai Dangwe raJehovha!
  • ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Mashoko Akafanana
  • Rumbidzai Dangwe raJehovha!
    Imbirai Jehovha
  • Rumbidzai Jehovha, Mwari Wedu!
    Imbirai Jehovha
  • Rumbidzai Jehovha, Mwari Wedu!
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Kurumbidza Mambo Mutsva Wenyika
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
Ona Zvimwe
‘Imbira Jehovha Uchifara’
sjj rwiyo 15

RWIYO 15

Rumbidzai Dangwe raJehovha!

Rakaprindwa

(VaHebheru 1:6)

  1. 1. Rumbidzai Dangwe.

    NdiMambo akagadzwa.

    Mambo wekururama,

    Achatikomborera.

    Ane chiremerera,

    Achida Jehovha,

    Oreverera Mwari

    Neuchangamire.

    (KORASI)

    Rumbidzai Dangwe!

    Vese ngavamukudze.

    Agere paZiyoni,

    Achitonga saMambo!

  2. 2. Rumbidzai Dangwe,

    Iye akatifira.

    Akatidzikinura;

    Tokanganwirwa zvivi.

    Mwenga wake uripo,

    Une nguwo chena.

    Muchato wekudenga

    Wotsigira Mwari.

    (KORASI)

    Rumbidzai Dangwe!

    Vese ngavamukudze.

    Agere paZiyoni,

    Achitonga saMambo!

(Onawo Pis. 2:6; 45:3, 4; Zvak. 19:8.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe