RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sjj rwiyo 1
  • Unhu hwaJehovha

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Unhu hwaJehovha
  • ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Mashoko Akafanana
  • Unhu hwaJehovha
    Imbirai Jehovha
  • Mavara aJehovha
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • ‘Zvisikwa Zvipenyu Zvine Zviso Zvina’ Zvinomiririrei?
    Jehovha Anodzorera Kunamata Kwakachena
  • “Chikuru Pakati Pazvo Ndirwo Rudo”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1990
Ona Zvimwe
‘Imbira Jehovha Uchifara’
sjj rwiyo 1

RWIYO 1

Unhu hwaJehovha

Rakaprindwa

(Zvakazarurwa 4:11)

  1. 1. Jehovha, Mwari wesimba rese,

    Musiki weupenyu nechiedza,

    Zvakasikwa zvoti: Mune simba.

    Pasi nedenga hazvigumi.

  2. 2. Muri mutongi akarurama.

    Mitemo yenyu munotizivisa.

    Uye tikavhura Shoko renyu,

    Toona uchenjeri hwenyu.

  3. 3. Rudo rwenyu rwunopfu’ra zvese.

    Hapana chinopfu’ra zvipo zvenyu.

    Unhu hwenyu pamwewo nezita,

    Nechido tinozvizivisa.

(Onawo Pis. 36:9; 145:6-13; Mup. 3:14; Jak. 1:17.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe