RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • lfb pp. 106-107
  • Kusuma Chikamu 8

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kusuma Chikamu 8
  • Zvidzidzo Zvaunowana muBhaibheri
  • Mashoko Akafanana
  • Bhuku reBhaibheri Nhamba 11—1 Madzimambo
    “Rugwaro Rwose Rwakafuridzirwa naMwari uye Runobetsera”
  • Soromoni Anotonga Nouchenjeri
    Bhaibheri—Rinombotaura Nezvei?
  • Yava Nguva Yokusarudza Pauri
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—2005
  • Muenzaniso Wakanaka Kwauri Here Kana Kuti Inyevero?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2011
Ona Zvimwe
Zvidzidzo Zvaunowana muBhaibheri
lfb pp. 106-107
Mambo Soromoni anobva aziva kuti amai chaivo vemwana ndevapi

Kusuma Chikamu 8

Jehovha akakomborera Soromoni nekuita kuti ave akachenjera chaizvo uye akamupa ropafadzo yekuvaka temberi, asi zvishoma nezvishoma akasiya Jehovha. Kana uri mubereki, tsanangurira mwana wako kuti aone kuti vanamati venhema vakabvisa sei Soromoni pana Mwari. Umambo hwakapatsanurwa, uye madzimambo akaipa akaita kuti vaIsraeri vatsauke pakutenda uye vanamate zvidhori. Panguva iyoyo, vaprofita vaJehovha vakawanda vakanga vakavimbika vaitambudzwa uye vaiurayiwa. Mambokadzi Jezebheri akaita kuti vanhu vaiva muumambo hwekuchamhembe vatonyanya kutsauka pakutenda. Zvinhu zvakanga zvisina kumira zvakanaka muIsraeri panguva iyi. Asi kwakanga kuchiri nevashumiri vaJehovha vakawanda vainge vakatendeka, kusanganisira Mambo Jehoshafati uye muprofita Eriya.

ZVIDZIDZO ZVINOKOSHA

  • Shumira Jehovha wakatendeka, kunyange zvazvo vemumhuri kana shamwari dzako vasingamushumiri

  • Kana ukasiya Jehovha, hapana chaunenge wagona; asi kana ukaramba wakanamatira kwaari, achakukomborera

  • Paunonzwa wapererwa, Jehovha acharatidza simba rake nenzira yausingagoni kufungidzira

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe