RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • ll pp. 2-3
  • Mashoko Ekutanga

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mashoko Ekutanga
  • Teerera Mwari Urarame Nokusingaperi
Teerera Mwari Urarame Nokusingaperi
ll pp. 2-3

Mashoko Ekutanga

Mwari akaita sababa vane rudo. 1 Petro 5:6, 7

Mhuri iri kufamba ichipinda muparadhiso

Mwari ndiye Musiki wedu, uye ane hanya nesu. Sezvinongoitwa nababa vakachenjera uye vane rudo vanorayira vana vavo, Mwari ari kudzidzisawo vanhu kwese kwese nzira yakanaka yekurarama nayo.

Mwari anotiudza chokwadi chakakosha chaizvo chinoita kuti tive nemufaro netariro.

Kana ukateerera Mwari, achakutungamirira uye achakuchengetedza, achikubatsira mumatambudziko.

Kupfuura izvozvo, uchararama nekusingaperi!

Mwari anotiudza kuti, ‘Uyai kwandiri. Teererai, . . . murambe muri vapenyu.’ Isaya 55:3

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe