RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • ll chikamu 14 pp. 30-31
  • Ungaratidza Sei Kuti Wakavimbika Kuna Jehovha?

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Ungaratidza Sei Kuti Wakavimbika Kuna Jehovha?
  • Teerera Mwari Urarame Nokusingaperi
  • Mashoko Akafanana
  • Chikamu 14
    Teerera Mwari
  • Ndinofanira Kuzvitsaurira Kuna Mwari Ndobhabhatidzwa Here?
    Bhaibheri Rinotidzidzisei?
  • Rudo rwaMwari Runogara Nekusingaperi
    Ramba Uri Murudo rwaMwari
  • “Ndimi Mega Makavimbika”
    Swedera Pedyo naJehovha
Ona Zvimwe
Teerera Mwari Urarame Nokusingaperi
ll chikamu 14 pp. 30-31

CHIKAMU 14

Ungaratidza Sei Kuti Wakavimbika Kuna Jehovha?

Tsigira Mwari. 1 Petro 5:6-9

MuKristu ari kuramba kuita zvechitendero chenhema uye zvematongerwo enyika

Usaita zvinhu zvisingabvumirwi neBhaibheri. Izvi zvinoda kushinga.

Usapindira mune zvematongerwo enyika. Munhu anoita zvematongerwo enyika anenge achiratidza kuti haatsigiri Jehovha neUmambo hwake.

  • Jehovha anochengetedza vanhu vakavimbika kwaari.​—Pisarema 97:10.

Ita chisarudzo chakanaka chekuteerera Mwari. Mateu 7:24, 25

Murume auya pamusangano paImba yeUmambo uye ari kudzidza Bhaibheri neChapupu chaJehovha

Shamwaridzana neZvapupu zvaJehovha; vachakubatsira kuti uswedere pedyo naMwari.

Ramba uchidzidza nezvaMwari uchiedza kuteerera mirayiro yake.

Murume ari kunyengetera kuna Jehovha achizvitsaurira obva azobhabhatidzwa

Kana kutenda kwako kwasimba, unofanira kutsaurira upenyu hwako kuna Jehovha wobhabhatidzwa.​—Mateu 28:19.

Teerera Mwari. Verenga Bhaibheri, uye kumbira Zvapupu zvaJehovha kuti zvikubatsire kurinzwisisa. Ibva waita zvaunenge wadzidza. Kana ukadaro, uchararama nekusingaperi.​—Pisarema 37:29.

  • Pfidza zvivi zvako kuti uregererwe.​—Mabasa 3:19.

  • Famba mumugwagwa unoenda kuupenyu.​—Mateu 7:13, 14.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe