RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sn rwiyo 61
  • Ndinofanira Kuva Munhu Werudzii?

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Ndinofanira Kuva Munhu Werudzii?
  • Imbirai Jehovha
  • Mashoko Akafanana
  • Ndinofanira Kuva Munhu Akaita Sei?
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Chikumbiro chaJehovha Cherudo: “Mwanangu, Iva Akachenjera”
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Kushumira Jehovha Nemweya Wese
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Chikumbiro chaJehovha Chorudo: “Mwanakomana Wangu, Iva Akachenjera”
    Imbirai Jehovha
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovha
sn rwiyo 61

Rwiyo 61

Ndinofanira Kuva Munhu Werudzii?

Rakaprindwa

(2 Petro 3:11)

1. Jehovha ndingakupai chiiko

Kuti ndionge upenyu hwandinahwo?

Shoko renyu rakaita segirazi

Rinondibatsira kuzviongorora.

Ndakavimbisa kukushumirai,

Zvose ndinozviita nomweya wose.

Ndokushumirai nomwoyo wose.

Itai kuti ndikufadzei.

2. Ndibatsireiwo Baba, kuona

Zviya zvamunoda imi kuti ndive.

Makavimbika kune vakavimbika.

Itai kuti ndifadze mwoyo wenyu.

(Onawo Pis. 18:25; 116:12; 119:37; Zvir. 11:20.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe