RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sn rwiyo 124
  • Vagamuchirei Nomutsa

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Vagamuchirei Nomutsa
  • Imbirai Jehovha
  • Mashoko Akafanana
  • Vagamuchirei Nerudo
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • “Teverai Nzira Yomutsa”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—1996
  • Nei Zvichikosha Zvikuru Kuti Tigamuchire Vaeni Zvakanaka?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2018
  • Itira Vamwe “Zvinhu Zvakanaka” Nekugamuchira Vaeni (Mat. 12:35a)
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2014
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovha
sn rwiyo 124

Rwiyo 124

Vagamuchirei Nomutsa

Rakaprindwa

(Mabasa 17:7)

1. Mwari ane mutsa kuvanhu vose.

Anopa vose asingasaruri.

Anopa tose zvedu mvura nezuva,

Nokudya kunogutsa mwoyo.

Pose patinobatsira varombo,

Tinenge tichitevedzera Mwari.

Baba vedu vachatipa mubayiro,

Kana tichiratidza mutsa.

2. Patinobatsira vanoshayiwa,

Tingasaziva zvinozoitika.

Kunyange zvazvo tisingambovazivi,

Tinovapawo zvavanoda.

Tinoti: ‘Ivai vaeni vangu.’

Vari mumba medu, vanozorodzwa.

Baba vedu vanoona vaya vose,

Vanoitira vamwe ngoni.

(Onawo Mab. 16:14, 15; VaR. 12:13; 1 Tim. 3:2; VaH. 13:2; 1 Pet. 4:9.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe