RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sn rwiyo 92
  • “Paridza Shoko”

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • “Paridza Shoko”
  • Imbirai Jehovha
  • Mashoko Akafanana
  • “Paridza Shoko”
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • “Paridza Shoko”!
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Ngatiparidze Aya Mashoko Akanaka oUmambo!
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akanaka Ari Kuparidzwa Sei?
    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Kosi yeBhaibheri
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovha
sn rwiyo 92

Rwiyo 92

“Paridza Shoko”

Rakaprindwa

(2 Timoti 4:2)

1. Mwari arayira nhasi;

Atipa mutemo, titerere.

Ugare wakagadzirira

Chikonzero chetariro yako.

(KORASI)

Uparidze,

Vanofanira kunzwa!

Paridza,

Mugumo waswedera.

Paridza,

Ubatsire vanyoro.

Paridza,

Nyika yose!

2. Tichanangana nenhamo

Tichapikiswa uye kuzvidzwa.

Kuparidzira kungaoma,

Tichavimba naMwari mukuru.

(KORASI)

Uparidze,

Vanofanira kunzwa!

Paridza,

Mugumo waswedera.

Paridza,

Ubatsire vanyoro.

Paridza,

Nyika yose!

3. Mumwaka wakakodzera

Tofanira kudzidzisa vose.

Tinozivisa ruponeso;

Zita raJehovha rotsveneswa.

(KORASI)

Uparidze,

Vanofanira kunzwa!

Paridza,

Mugumo waswedera.

Paridza,

Ubatsire vanyoro.

Paridza,

Nyika yose!

(Onawo Mat. 10:7; 24:14; Mab. 10:42; 1 Pet. 3:15.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe