RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sn rwiyo 30
  • Jehovha Anotanga Kutonga

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Jehovha Anotanga Kutonga
  • Imbirai Jehovha
  • Mashoko Akafanana
  • Jehovha Anotanga Kutonga
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Iri Izuva raJehovha
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Rambai Muchitanga Kutsvaga Umambo
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Rambai Muchitanga Kutsvaka Umambo
    Imbirai Jehovha
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovha
sn rwiyo 30

Rwiyo 30

Jehovha Anotanga Kutonga

Rakaprindwa

(Zvakazarurwa 11:15)

1. Iri izuva guru. Mwari ava kutonga.

Akateya Dombo muZiyoni.

Tose ngatidanidze. Tiimbire Mwari wedu.

Kristu, Muponesi ava pachigaro.

(KORASI)

Tichawanei, muUmambo?

Chokwadi nokururama.

Towaneizve muUmambo?

Upenyu husingaperi.

Rumbidzai Changamire

Nokuti ane rudo.

2. Kristu ava kutonga. Hondo yake yasvika.

Nyika yaSatani ya’kuguma.

Inguva yokuparidza kuvasati vanzwa;

Nguva yokuti vanyoro mutsigire.

(KORASI)

Tichawanei, muUmambo?

Chokwadi nokururama.

Towaneizve muUmambo?

Upenyu husingaperi.

Rumbidzai Changamire

Nokuti ane rudo.

3. Toda Mambo waMwari. Tinoshamiswa naye.

Anouya muzita raMwari.

Pindai mutemberi; mukumbirei nyasha.

Ava pedyosa kuva Mambo wezvose.

(KORASI)

Tichawanei, muUmambo?

Chokwadi nokururama.

Towaneizve muUmambo?

Upenyu husingaperi.

Rumbidzai Changamire

Nokuti ane rudo.

(Onawo 2 Sam. 7:22; Dhan. 2:44; Zvak. 7:15.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe