RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sn rwiyo 55
  • Upenyu Husingaperi—Pakupedzisira!

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Upenyu Husingaperi—Pakupedzisira!
  • Imbirai Jehovha
  • Mashoko Akafanana
  • Upenyu Husingaperi—Pakupedzisira!
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Upenyu Husina Mugumo—Pakupedzisira!
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Rwiyo Rutsva
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Rwiyo Rutsva
    Imbirai Jehovha
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovha
sn rwiyo 55

Rwiyo 55

Upenyu Husingaperi​—Pakupedzisira!

Rakaprindwa

(Johani 3:16)

1. Ona mupfungwa dzako,

Marudzi ari pamwe.

Pazova norugare,

Marwadzo apera.

(KORASI)

Imba nomufaro!

Newe ugovapo.

Mirira pauchati,

“Ndawana upenyu!”

2. Vakuru vodzokera

Pakuvazve vaduku.

Nhamo padzinopera,

Kuchema kwapera.

(KORASI)

Imba nomufaro!

Newe ugovapo.

Mirira pauchati,

“Ndawana upenyu!”

3. Mufaro m’paradhiso

Tichiimbira Mwari;

Upenyu hwedu hwose

Tichaonga Mwari.

(KORASI)

Imba nomufaro!

Newe ugovapo.

Mirira pauchati,

“Ndawana upenyu!”

(Onawo Job. 33:25; Pis. 72:7; Zvak. 21:4.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe