RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sn rwiyo 9
  • Rumbidzai Jehovha, Mwari Wedu!

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Rumbidzai Jehovha, Mwari Wedu!
  • Imbirai Jehovha
  • Mashoko Akafanana
  • Rumbidzai Jehovha, Mwari Wedu!
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Rumbidzai Dangwe raJehovha!
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Imbai Rumbidzo yaJehovha Noushingi!
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Jehovha Anofanirwa Nerumbidzo Isingagumi
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1990
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovha
sn rwiyo 9

Rwiyo 9

Rumbidzai Jehovha, Mwari Wedu!

Rakaprindwa

(Pisarema 145:12)

1. Rumbidzai Jehovha Mwari!

Zita rake riziviswe!

Nyeverai! Zuva rasvika,

Vanhu vose ngavaterere.

Mwari ati nguva yasvika yo-

kuti Dangwe richitonga.

Chiudzai vanhu zvinhu zviri

Kuunzwa naMwari wedu!

(KORASI)

Rumbidzai Jehovha Mwari!

Zivisai ukuru hwake!

2. Rumbidzai! Imbai kwazvo!

Rumbidzai zita nerwiyo!

Nemwoyo inomuonga,

Ukuru hwake tozivisa.

Mabasa ake makuru asi

Anongozvininipisa.

Anewo mutsa, ngoni, norudo;

Anotinzwa tikadana.

(KORASI)

Rumbidzai Jehovha Mwari!

Zivisai ukuru hwake!

(Onawo Pis. 89:27; 105:1; Jer. 33:11.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe