RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • jd p. 138
  • Mirira Zuva raJehovha Uchifara

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mirira Zuva raJehovha Uchifara
  • Rarama Uchifunga Nezvezuva raJehovha
  • Mashoko Akafanana
  • ‘Ramba Wakarimirira’
    Rarama Uchifunga Nezvezuva raJehovha
  • “Maoko Ako Ngaarege Kushayiwa Simba”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—1996
  • “Ndimirirei”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—1996
  • Bhuku reBhaibheri Nhamba 36—Zefania
    “Rugwaro Rwose Rwakafuridzirwa naMwari uye Runobetsera”
Ona Zvimwe
Rarama Uchifunga Nezvezuva raJehovha
jd p. 138

Chikamu 4

Mirira Zuva raJehovha Uchifara

Jehovha akashandisa vaprofita vake kunyevera pamusoro pezviri mberi—kudururwa kwehasha dzake. Asi hatifaniri kufunga nezvake saMwari wehasha. Iye ‘anofara pamusoro pevanhu vake nokushevedzera kwokufara.’ Patinenge takamirira zuva rake guru, tine chikonzero chakanaka ‘chokufara nokupembera nomufaro nomwoyo wose.’ (Zefaniya 3:14, 17) Ungaratidza sei mufaro uyu pane zvaunoita uye pamafungiro ako? Uye nei ungaonga zvaunodzidza mumabhuku aya 12 ouprofita?

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe