RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • cl pp. 4-5
  • Zviri Mukati

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviri Mukati
  • Swedera Pedyo naJehovha
Swedera Pedyo naJehovha
cl pp. 4-5

Zviri Mukati

Chitsauko

1 “Onai! Uyu Ndiye Mwari Wedu!” 7

2 Zvingaita Here Kuti ‘Uswedere Pedyo naMwari’? 16

3 “Mutsvene, Mutsvene, Mutsvene, Iye Jehovha” 26

CHIKAMU 1​—“Simba Rake Rinoshamisa”

4 “Jehovha . . . Ane Simba Guru” 37

5 Simba Rekusika—“Musiki Wedenga Nenyika” 47

6 Simba Rekuparadza—“Jehovha Murwi Ane Simba” 57

7 Simba Rekudzivirira—“Mwari Ndiye Nzvimbo Yedu Yekupotera” 67

8 Simba Rekudzorera Zvinhu Zvese—Ari “Kuita Kuti Zvinhu Zvese Zvive Zvitsva” 77

9 “Kristu Isimba raMwari” 87

10 “Ivai Vatevedzeri vaMwari” Pamashandisiro Amunoita Simba 97

CHIKAMU 2​—‘Jehovha Anoda Zvakarurama’

11 “Nzira Dzake Dzese Dzakarurama” 108

12 “Mwari Haatongi Zvakarurama Here?” 118

13 “Mutemo waJehovha Wakakwana” 128

14 Jehovha Anoita Urongwa Hwekuti “Adzikinure Vanhu Vazhinji” 138

15 Jesu Achaita “Kuti Panyika Pave Nekururama” 148

16 ‘Ita Zvakarurama’ Pakufamba naMwari 158

CHIKAMU 3​—“Ane Mwoyo Wakachenjera”

17 ‘Chokwadi Uchenjeri Hwake Hwakadzama!’ 169

18 “Shoko raMwari” Rinoratidza Uchenjeri Hwake 179

19 “Uchenjeri hwaMwari Muchakavanzika Chitsvene” 189

20 “Ane Mwoyo Wakachenjera” Asi Anozvininipisa 199

21 Jesu Anoratidza “Uchenjeri Hunobva Kuna Mwari” 209

22 “Uchenjeri Hunobva Kumusoro” Huri Kushanda Muupenyu Hwako Here? 219

CHIKAMU 4​—“Mwari Rudo”

23 “Akatanga Kutida” 231

24 Hapana Chinogona “Kutiparadzanisa Nerudo rwaMwari” 240

25 “Tsitsi Huru dzaMwari Wedu” 250

26 Mwari “Akagadzirira Kukanganwira” 260

27 “Akanaka Kwazvo!” 270

28 “Ndimi Mega Makavimbika” 280

29 Kuziva “Rudo rwaKristu” 290

30 “Rambai Muchifamba Murudo” 300

31 ‘Swedera Pedyo naMwari, Uye Iye Achaswedera Pedyo Newe’ 310

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe