RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • yp-CA p. 282
  • Nguva Yokufaranuka

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Nguva Yokufaranuka
  • Mibvunzo Inobvunza Vechiduku—Mhinduro Dzinoshanda
  • Mashoko Akafanana
  • Chengeta Nhandaro iri Munzvimbo Yayo Yakafanira
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2001
  • Zvaunovaraidzwa Nazvo Zvinobatsira Here?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2011
  • Mudzimu Wenyika Uri Kukukuvadza Here?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—1997
  • Murangariro Wakadzikama Wevaraidzo
    Mukai!—1992
Ona Zvimwe
Mibvunzo Inobvunza Vechiduku—Mhinduro Dzinoshanda
yp-CA p. 282

Chikamu 9

Nguva Yokufaranuka

Mune dzimwe nyika dzichikubudirira, nguva yokufaranuka haiwanzowanika. Asi munyika dzokuMadokero, pwere dzinowanzova nenguva yakawanda zvikuru kupfuura yadzinoziva chokuita nayo. Kana nguva yako yokufaranuka iri chikomborero kana chituko kunotsamira pakuti unoishandisa sei. Muchikamu chino, tichanzvera nzira dzakati kuti dzokuishandisa nomutoo unobereka zvibereko.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe