RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • br78 p. 32
  • Kokero Yedu Kwauri

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kokero Yedu Kwauri
  • Zvapupu zvaJehovha Muzana Ramakore Rechimakumi Maviri
  • Mashoko Akafanana
  • “Mudzimu Nomwenga Vanoramba Vachiti: ‘Uya!’”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2010
  • Nyandurira Kuda Namabasa Akaisvonaka—Sei?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1995
  • Kuvandudza Unyanzvi Hwedu Muushumiri—Kukurudzira Vanofarira Kuti Vapinde Misangano
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
  • Chikonzero Nei Uchifanira Kupinda Misangano yechiKristu
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1993
Ona Zvimwe
Zvapupu zvaJehovha Muzana Ramakore Rechimakumi Maviri
br78 p. 32

Kokero Yedu Kwauri

Tafarikanya kutaura newe kupfurikidza namapeji ebhurocha rino. Tinokarira kuti wafarikanya kudzidza zvakawanda pamusoro peZvapupu zvaJehovha. Tapota gamuchira kokero yedu yokutishanyira paHoro yoUmambo yedu yomunzvimbo muno. Ona kuti misangano yedu inoitiswa sei. Ona kuti tinotamburira sei kugovera vamwe mashoko akanaka eparadhiso yapasi mukudzora kwoUmambo hwaKristu.

Mwari akaipikira. “Kuna matenga matsva napasi idzva zvatinomirira mukuwirirana nechipikirwa chake, uye maari munogara kururama.” (2 Petro 3:13) Mazana amakore ane gumi namapfumbamwe akapfuura. Nhambo yokumirira yosvika mugumo wayo. Migariro yenyika inoratidzira ikoku. Zadziko yechipikirwa chaJesu yoswedera pedyo, yokuti: “Apo zvinhu izvozvi zvinotanga kuitika, zvisimudzei imi mumene kuti tote ndokusimudzira misoro yenyu kumusoro, nokuti kusunungurwa kwenyu kwaswedera pedyo.”—Ruka 21:28.

“Zvamunoona zuva richiswedera pedyo,” muapostora Pauro akadaro, “rangariranai kukurudzira kuda namabasa akanaka, musingaregi kuungana kwenyu pamwe chete.” (VaHebheru 10:24, 25) Kokero yedu kwauri ndeiyi, Tetekerai pangiro yaPauro kupfurikidza nokusangana pamwe chete nesu.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe