RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 206
  • “Farirai Tariro”

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • “Farirai Tariro”
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Ita Kuti Tariro Yako Irambe Yakasimba
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2022
  • Ndokupi Kwaungawana Tariro Yechokwadi?
    Mukai!—2004
  • Tariro—Dziviriro Inokosha Munyika Isingafari
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1993
  • Tarisira Kuna Jehovha, uye Shinga
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2006
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 206

Rwiyo 206

“Farirai Tariro”

(VaRoma 12:12)

1. Ngatipe Mwari kuonga

Torarama netariro.

Tariro chitsigo chedu;

Inotiita titsige.

Tariro ingowaniwo,

Inodzivisa Satani;

Yotibvisira huipi

Ichiti’ta tirurame.

2. Tofarira tariro’yi

Kuti kunyange vakafa

Vachamuka kumakuva

Pasi rova Paradhiso!

Kusvika kusingagumi

Vanhu vachabetsereka

Mugadzi riro yaMwari,

Vachawanawo mufaro.

3. Kuchengeta tariro’yi,

Mwoyo ngaibve uipi,

Tidye paShoko raMwari

Minyengetero inzwike.

Kuti vamwe vafarevo,

Tisavige tariro’yi,

Ngatiizivise kwose,

Voda vanamate Mwari.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe