Rwiyo 203
Jehovha Anotungamirira Vanhu Vake
1. Mwari a nopa zivo cha iyo.
Anoraidza vanhu vake neshiviro!
Ja akatipa rusununguko.
Anoda kuisa m’mwoyo yedu zvokwadi.
2. Uye munzira yake nenguva,
Nomudzimu anowadzanyura zvikuru.
“M’randa” wake anotizivisa,
Netarisiro yorudo’yi tinofadzwa.
3. Nhungamiro yojekesa zvinhu,
Inopa simba kuavo vakarurama.
Tikagadziridza m’kuterera,
Jehovha Mwari achatitungamirira.
4. Togamuchira betsero yake,
Inopfuudzira chiedza chezvokwadi.
Mwari ishamwari yedu huru;
Unotitungamira m’nguva’yi yom’gumo.