RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 195
  • Iri Izuva raJehovha

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Iri Izuva raJehovha
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Jehovha Anotanga Kutonga
    Imbirai Jehovha
  • Jehovha Anotanga Kutonga
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Ipapo Vachaziva
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Upenyu Husingaperi Hunopikirwa
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 195

Rwiyo 195

Iri Izuva raJehovha

(Pisarema 118:24)

1. Zuvari nderaJa. Ubati hwogara.

Wakateya Dombo muZioni.

Tose ngatiimbe Tichionga Mwari,

Sezvatinotenda muUshe hwaMwari.

(Korasi)

2. Kristu wototonga, Hondo iri pedyo.

Nhevedzo yaSatani yoguma.

Paridzai Shoko; Mashoko anzwiwe.

Yamurai vanyoro kuteerera.

(Korasi)

3. Tinokudza Mambo; Anotishamisa.

Anouya muzita raMwari.

Pindai m’tembere! Kumbirai Mwari,

Kuti tirambe tiri mubasa rake.

(KORASI)

Huchapei, Ushe hwaMwari?

Rukundo rwokururama.

Hwopeizve, Ushe hwaMwari?

Upenyu husingaperi.

Rumbidzai Changamire

Nokuti ane rudo.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe