RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 172
  • Ramba Uchitanga Kutsvaka Umambo

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Ramba Uchitanga Kutsvaka Umambo
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Rambai Muchitanga Kutsvaka Umambo
    Imbirai Jehovha
  • Rambai Muchitanga Kutsvaga Umambo
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Rwiyo Kuno Wokumusorosoro
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Upenyu Husingaperi Hunopikirwa
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 172

Rwiyo 172

Ramba Uchitanga Kutsvaka Umambo

(Mateo 6:33)

1. Chinodiwa naJehovha,

Chinoita afare,

Umambo naKristu Jesu,

Huchanakisa zvose.

Vaprofita vohuona

Vakahutaririra.

Mutungamiriri Jesu

Otikurudzirawo.

(Korasi)

2. Tine ropafadzo kwazvo

Kugovana basa’ri !

Zvatakapiwa basa’ri

Ngatiritarisire.

Tofunganyirei hedu

Kuti tichanzwa nzara?

Mwari wedu acha tipa

Tikatsvaka Umambo.

(Korasi)

3. Tsika ino yotoguma;

YaMwari yotosvika.

Vanhu vacharumbidza Ja;

Pasi rova munhanga.

Ngatizivise Umambo,

Makwai agoona

Tariro yavo inaJa

NeUbati ushehwo.

(KORASI)

Ramba uchitsvaka Ushe

Nokururama kwaJa.

Tanga revererwo yake,

Uye umubatire.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe